Mumwe nomumwe anoyambukira kuna avo vatoverengwa anofanira kupa hafu yeshekeric, zvichienderana neshekeri renzvimbo tsvene, rinorema magera makumi maviri. Hafu yeshekeri iyi chipiriso kuna Jehovha.