Machira akareba makubhiti gumi namashanue anofanira kuva kuno rumwe rutivi rwomukova, namatanda matatu nezvigadziko zvitatu,