Rutivi rwokumusoro rucharebawo makubhiti zana uye runofanira kuva namachira akarembedzwa, namatanda makumi maviri, nezvigadziko zvendarira makumi maviri, uye zvikorekedzo zvesirivha nezvisungo pamatanda.