Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 13:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Faro paakasindimara achiramba kuti tiende, Jehovha akauraya matangwe ose omuIjipiti, zvose vanhu nezvipfuwo. Ndokusaka ndichibayira kuna Jehovha mukono wokutanga wechibereko chechizvaro chose uye ndichidzikinura dangwe rimwe nerimwe ravanakomana vangu.’

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 13

Maonero Ekisodho 13:15 akapoteredza