Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 9:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwokunge Jehovha Mwari wako avadzinga pamberi pako, usataura mumwoyo mako uchiti, “Jehovha akandiuyisa muno kuti nditore nyika ino nokuda kwokururama kwangu.” Kwete, Jehovha achadzinga ndudzi idzi pamberi pako nokuda kwokuipa kwadzo.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 9

Maonero Dhuteronomi 9:4 akapoteredza