Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 7:25-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

25. Zvifananidzo zvavamwari vavo munofanira kuzvipisa. Musachiva sirivha kana negoridhe iri pazviri, uye musaitora kuti ive yenyu, nokuti ingava musungo kwamuri, nokuti inonyangadza kuna Jehovha Mwari wenyu.

26. Usauyisa chinhu chinonyangadza mumba mako, kuti iwe, saicho, urege kutsaurirwa kuparadzwa. Chiseme kwazvo ugochivenga, nokuti chinhu chakatsaurirwa kuparadzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 7