Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 6:23-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. Asi akatibudisamo kuti atipinze nokutipa nyika yaakavimbisa nemhiko kumadzibaba edu.

24. Jehovha akatirayira kuti titeerere mitemo iyi yose nokutya Jehovha Mwari wedu, kuitira kuti tibudirire nguva dzose nokurarama sezvatakaita nhasi.

25. Uye kana tichichenjerera kuteerera murayiro uyu wose pamberi paJehovha Mwari wedu, sezvaakatirayira, ndiko kuchava kururama kwedu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 6