Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo takatora maguta ake ose. Hapana kana guta rimwe chete ratisina kuvatorera pamaguta makumi matanhatu, nyika yose yeArigobhu, noushe hwaOgi muBhashani.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 3

Maonero Dhuteronomi 3:4 akapoteredza