Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 27:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ngaatukwe munhu anovata nehanzvadzi yake, mwanasikana wababa vake, kana mwanasikana wamai vake.” Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 27

Maonero Dhuteronomi 27:22 akapoteredza