Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 27:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ngaatukwe munhu anoita chifananidzo chakavezwa kana chakaumbwa, chinhu chinonyangadza Jehovha, basa ramaoko emhizha, uye agochimisa pakavanzwa.” Ipapo vanhu vose vachati, “Ameni!”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 27

Maonero Dhuteronomi 27:15 akapoteredza