Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 12:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi, munofanira kuti muzvidye muri pamberi paJehovha Mwari wenyu panzvimbo iyo Jehovha Mwari wenyu achasarudza imi, vanakomana venyu navanasikana venyu, varandarume navarandakadzi venyu, navaRevhi vari mumaguta enyu uye munofanira kupembera pamberi paJehovha Mwari wenyu pamusoro pezvinhu zvose zvamuchabata namaoko enyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 12

Maonero Dhuteronomi 12:18 akapoteredza