Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 11:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye kuti mazuva enyu ave mazhinji munyika iyo Jehovha akapikira kumadzitateguru enyu kuti achavapa ivo nezvizvarwa zvavo, nyika inoyerera mukaka nouchi.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 11

Maonero Dhuteronomi 11:9 akapoteredza