Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhuteronomi 10:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndakagadzira areka ndichishandisa muti womuakasia uye ndikaveza mahwendefa maviri amabwe akanga akaita sookutanga, ndikakwira mugomo ndakabata mahwendefa maviri aya mumaoko angu.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 10

Maonero Dhuteronomi 10:3 akapoteredza