Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 5:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Dhanieri akapindura mambo achiti, “Zvichengeterei henyu zvipo zvenyu uye mugopa mibayiro yenyu kuno mumwe. Kunyange zvakadaro hazvo ndichaverengera mambo runyoro nokumuudza zvarunoreva.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 5

Maonero Dhanieri 5:17 akapoteredza