Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 5:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino ndanzwa kuti unogona kupa dudziro nokupedza matambudziko. Kana ukagona kuverenga runyoro nokunditaurira zvarunoreva, uchafukidzwa nguo yepepuru uye uchaiswa uketani hwegoridhe pamutsipa wako, uye uchaitwa mutongi wechitatu wapamusoro-soro poushe.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 5

Maonero Dhanieri 5:16 akapoteredza