Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 3:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Nebhukadhinezari akati, “Mwari waShadhireki naMeshaki naAbhedhinego ngaarumbidzwe, iye akatuma mutumwa wake kuzorwira varanda vake! Ivo vakavimba naye vakazvidza murayiro wamambo uye vakazvipira kurasikirwa noupenyu hwavo pano kuti vashumire kana kunamata vamwari vapi zvavo kunze kwaMwari wavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 3

Maonero Dhanieri 3:28 akapoteredza