Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 3:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye machinda, navarayiri, navabati uye navanamupamazano vamambo vakavaunganira. Vakaona kuti moto wakanga usina kumbokuvadza miviri yavo, uye nebvudzi remisoro yavo harina kumbotsva; uye nguo dzavo hadzina kutsva, uye pakanga pasina kunhuwa kwomoto pavari.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 3

Maonero Dhanieri 3:27 akapoteredza