Testamende Yekare

Testamende Itsva

Amosi 8:13-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

13. “Pazuva iro, mhandara dzakaisvonaka namajaya akasimba vachaziya nenyota.

14. Avo vanopika nokunyadzisa kweSamaria, kana vanoti, ‘Namwari wako mupenyu, iwe Dhani,’ kana kuti, ‘Namwari waBheerishebha mupenyu,’ vachawa, vakasazomukazve.”

Verenga chitsauko zvakakwana Amosi 8