Testamende Yekare

Testamende Itsva

Amosi 8:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Avo vanopika nokunyadzisa kweSamaria, kana vanoti, ‘Namwari wako mupenyu, iwe Dhani,’ kana kuti, ‘Namwari waBheerishebha mupenyu,’ vachawa, vakasazomukazve.”

Verenga chitsauko zvakakwana Amosi 8

Maonero Amosi 8:14 akapoteredza