Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Rekabhu naBhaana, vanakomana vaRimoni muBheeroti, vakabuda vakananga kumba kwa Ishi-Bhosheti, vakasvikako masikati zuva richipisa iye ari pakuzorora kwake kwamasikati.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 4

Maonero 2 Samueri 4:5 akapoteredza