Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 4:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jonatani mwanakomana waSauro aiva nomwanakomana aiva chirema makumbo ose. Aiva namakore mashanu panguva yakasvika shoko pamusoro paSauro naJonatani richibva kuJezireeri. Mureri wake akamusimudza akatiza, asi paaimhanya kuti aende, mwana akadonha akabva aremara. Zita rake ainzi Mefibhosheti.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 4

Maonero 2 Samueri 4:4 akapoteredza