Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 24:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Arauna akati kuna Dhavhidhi, “Ishe wangu mambo ngaatore zvose zvinomufadza agozvipira kuna Jehovha. Hedzi nzombe dzechibayiro chinopiswa, uye iyi mipuro namajoko enzombe kuti dzive huni.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 24

Maonero 2 Samueri 24:22 akapoteredza