Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 24:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Jehovha akatuma denda pamusoro peIsraeri kubva mangwanani iwayo kusvikira panguva yakatarwa, uye vanhu zviuru makumi manomwe vakafa kubva kuDhani kusvikira kuBheerishebha.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 24

Maonero 2 Samueri 24:15 akapoteredza