Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 24:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Gadhi akaenda kuna Dhavhidhi akati kwaari, “Unoda kuti munyika yako muve nenzara kwamakore matatu here? Kana kuti mwedzi mitatu yokutiza kubva kuvavengi vako ivo vachikudzinganisa? Kana kuti mazuva matatu edenda munyika yako? Zvino funga pamusoro pazvo ugosarudza kuti ndingandopindura sei iye andituma.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 24

Maonero 2 Samueri 24:13 akapoteredza