Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 23:35-39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

35. Heziro muKarimeri, Paarai muAribhiti,

36. Igari mwanakomana waNatani aibva kuZobha, mwanakomana waHagiri,

37. Zereki muAmoni,Naharai muBheeroti, mutakuri wenhumbi dzokurwa nadzo dzaJoabhu mwanakomana waZeruya,

38. Ira muItiri,Garebhi muItiri

39. naUria muHiti.Vose vaiva makumi matatu navanomwe pamwe chete.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 23