Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 23:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akaremekedzwa zvikuru kupinda ani zvake wavaye Makumi Matatu, asi akanga asina kuverengwa pakati pavaya vatatu. Uye Dhavhidhi akamugadza kuti ave mutariri wavarindi vake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 23

Maonero 2 Samueri 23:23 akapoteredza