Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 23:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye akabaya muIjipita akanga ari hofori. Kunyange zvazvo muIjipita akanga ane pfumo muruoko rwake, Bhenaya akarwa naye netsvimbo. Akabvuta pfumo rakanga riri muruoko rwomuIjipita akamuuraya nepfumo rake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 23

Maonero 2 Samueri 23:21 akapoteredza