Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 22:29-32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

29. Imi muri mwenje wangu, Jehovha;Jehovha anoshandura rima rangu kuti rive chiedza.

30. Norubatsiro rwenyu ndinogona kuenda kundorwa nechikwata chavarwi;naMwari wangu ndinogona kukwira rusvingo.

31. “Kana ari Mwari, nzira yake yakarurama kwazvo;shoko raJehovha harina charingapomerwa. Ndiye nhoo yavose vanovanda maari.

32. Nokuti ndianiko Mwari kunze kwaJehovha? Uye ndianiko Dombo kunze kwaMwari wedu?

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 22