Norubatsiro rwenyu ndinogona kuenda kundorwa nechikwata chavarwi;naMwari wangu ndinogona kukwira rusvingo.