Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 2:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Asaheri akaramba achingomudzinganisa. Naizvozvo Abhineri akabaya Asaheri padumbu neshure kwepfumo rake, pfumo rikabuda nokumusana. Akawira ipapo ndokubva afa. Uye munhu wose aimira kana angosvika chete panzvimbo pakanga pawira Asaheri akafa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 2

Maonero 2 Samueri 2:23 akapoteredza