Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 2:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhineri akayambira Asaheri zvakare akati, “Chirega zvokundidzinganisa! Unodirei kuti ndikuuraye? Ndingazotarisana sei nomukoma wako Joabhu?”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 2

Maonero 2 Samueri 2:22 akapoteredza