Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 2:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhineri mwanakomana waNeri, pamwe chete navaranda vaIshi-Bhosheti mwanakomana waSauro, vakabva paMahanaimu vakaenda kuGibheoni.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 2

Maonero 2 Samueri 2:12 akapoteredza