Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 19:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ini muranda wenyu ndinozviziva kuti ndakatadza, asi nhasi ndauya pano sowokutanga weimba yose yaJosefa kuti ndiburuke uye ndizosangana naishe wangu iye mambo.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 19

Maonero 2 Samueri 19:20 akapoteredza