Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 19:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akati kwaari, “Ishe wangu ngaarege kundipa mhaka. Regai henyu kurangarira kukanganisa kwakaitwa nomuranda wenyu pazuva rakabva ishe wangu mambo paJerusarema. Mambo ngaazvidzime mundangariro dzake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 19

Maonero 2 Samueri 19:19 akapoteredza