Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 19:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakayambuka rukova kuti vandotora veimba yamambo uye kuti vaite zvose zvaaida. Shimei mwanakomana waGera akati ayambuka Jorodhani, akawira pasi nechiso chake pamberi pamambo

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 19

Maonero 2 Samueri 19:18 akapoteredza