Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 15:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muranda wenyu paakanga achigara paGeshuri muAramu, ndakaita mhiko iyi, ‘Kana Jehovha akandidzosera kuJerusarema, ndichamunamata ndiri muHebhuroni.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 15

Maonero 2 Samueri 15:8 akapoteredza