Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 15:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mushure mamakore mana, Abhusaromu akati kuna mambo, “Nditenderei kuti ndiende kuHebhuroni ndinozadzisa mhiko yandakaita kuna Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 15

Maonero 2 Samueri 15:7 akapoteredza