Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 15:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akati kuna Itai muGiti, “Ko, wauyireiwo nesu? Dzokera unogara naMambo Abhusaromu. Uri mutorwa iwe, wakadzingwa kumusha kwako.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 15

Maonero 2 Samueri 15:19 akapoteredza