Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 15:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vake vose vakapfuura pamberi pake, pamwe chete navaKereti navaPereti vose, uye namazana matanhatu ose avaGiti avo vakanga vabva naye kuGati, vakafamba vachipfuura napamberi pamambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 15

Maonero 2 Samueri 15:18 akapoteredza