Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 13:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Tamari akaenda kumba kwaAmunoni hanzvadzi yake, uyo akanga akarara pasi. Akatora mukanyiwa, akakanya, akaumba chingwa uye akachibika iye achiona.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 13

Maonero 2 Samueri 13:8 akapoteredza