Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 12:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akaona kuti varanda vake vakanga vachizevezerana ndokubva aziva kuti mwana akanga afa. Akabvunza akati, “Mwana afa kanhi?” Vakapindura vakati, “Hongu afa.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 12

Maonero 2 Samueri 12:19 akapoteredza