Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 12:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva rechinomwe mwana akafa. Varanda vaDhavhidhi vakatya kumuudza kuti mwana akanga afa, nokuti vakafunga kuti, “Apo mwana paakanga achiri mupenyu, takataura naDhavhidhi asi haana kuda kutiteerera. Zvino tichamuudza sei kuti mwana afa? Achazvikuvadza zvikada.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 12

Maonero 2 Samueri 12:18 akapoteredza