Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 34:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Josia aiva namakore masere paakava mambo uye akatonga muJerusarema kwamakore makumi matatu nerimwe chete.

2. Akaita zvakanga zvakanaka pamberi paJehovha akafamba munzira dzababa vake Dhavhidhi, asingatendeukiri kurudyi kana kuruboshwe.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 34