Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 34:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore rorusere rokutonga kwake, paakanga achiri mudiki akatanga kutsvaka Mwari wababa vake Dhavhidhi. Mugore regumi namaviri akatanga kunatsa Judha neJerusarema achibvisa nzvimbo dzakakwirira, matanda aAshera, zvifananidzo zvakavezwa nezvakaumbwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 34

Maonero 2 Makoronike 34:3 akapoteredza