Vakapfigawo mikova yebiravira uye vakadzima mwenje. Havana kupisira zvinonhuwira kana kupa zvipiriso zvinopiswa panzvimbo tsvene kuna Mwari waIsraeri.