Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 29:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Madzibaba edu akanga asina kutendeka; vakaita zvakaipa pamberi paJehovha Mwari uye vakamusiya. Vakabvisa zviso zvavo panzvimbo inogara Jehovha, vakamufuratira.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 29

Maonero 2 Makoronike 29:6 akapoteredza