Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 26:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Azaria mukuru wavaprista, navaprista vose pavakatarisa kwaari, vakaona kuti akanga ava namaperembudzi pahuma yake, saka vakakurumidza kumuburitsamo. Zvirokwazvo iyewo pachake akanga ava kuda kubuda nokuti Jehovha akanga amurova nechirwere.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 26

Maonero 2 Makoronike 26:20 akapoteredza