Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 26:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uzia uyo akanga aine mbiya yokupisira zvinonhuwira muruoko rwake, akatsamwa kwazvo. Paakanga achakatsamwira vaprista pamberi pavo, pamberi pearitari yezvinonhuwira mutemberi yaJehovha, maperembudzi akamera pahuma yake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 26

Maonero 2 Makoronike 26:19 akapoteredza