Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 24:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo Joashi haana kurangarira tsitsi dzaJehoyadha baba vaZekaria dzavakanga vamuratidza, asi akauraya mwanakomana wake, uye iye paakanga ava kufa akati, “Jehovha ngaazvione izvi uye aite kuti muzvidavirire.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 24

Maonero 2 Makoronike 24:22 akapoteredza