Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 15:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabuda kundosangana naAsa akati kwaari, “Nditeererei, imi Asa, Judha yose neBhenjamini yose. Jehovha anemi kana imi munaye. Kana mukamutsvaka, achawanikwa nemi, asi kana mukamurasa, iye achakarusai.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 15

Maonero 2 Makoronike 15:2 akapoteredza